VaEfeso 6:13
VaEfeso 6:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo shongai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMwari, kuti panosvika zuva rakaipa, mugokwanisa kumira, uye mushure mokunge maita zvinhu zvose, kuti mumire.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 6VaEfeso 6:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saka torai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMwari, kuti mugone kudzivisa pazuva rakaipa, nokuramba mumire mapedza zvose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 6VaEfeso 6:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo torai zvose zvokurwisa nazvo zvaMwari kuti mukwanise kumira pazuva iroro rinenge rakaipa. Kana marwisa zvakaomarara zvazvo kudaro imi mucharamba makamira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 6