VaEfeso 4:31
VaEfeso 4:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Bvisai shungu dzose, hasha nokutsamwa, kupopota namakuhwa pamwe chete nokuvenga kwose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 4VaEfeso 4:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Shungu dzose, nokutsamwa, nehasha, nokupopota, nokutuka, nezvakaipa zvose, ngazvibviswe kwamuri
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 4VaEfeso 4:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Bvisai mamuri nduramwa dzose nokutsamwa, nehasha nokupopota namakuhwa nouipi hwose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 4