VaEfeso 4:16
VaEfeso 4:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kubva maari muviri wose, wakasanganiswa uye wakabatanidzwa pamwe chete nenhengo dzose dzichiusimbisa, unokura uye unozvivaka murudo, sezvo mutezo mumwe nomumwe uchiita basa rawo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 4VaEfeso 4:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kubva maari muviri wose, wakasanganiswa uye wakabatanidzwa pamwe chete nenhengo dzose dzichiusimbisa, unokura uye unozvivaka murudo, sezvo mutezo mumwe nomumwe uchiita basa rawo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 4VaEfeso 4:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
muviri wose wakasanganiswa zvakanaka maari nokubatanidzwa nenhengo dzose dzinosimbisa, mutezo mumwe nomumwe uchibata basa nechiyero chawo kuti muviri ukuriswe pakuvakwa kwawo murudo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 4VaEfeso 4:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndiye anoita kuti muviri wose ukure uchizviumba murudo wakabatana uye wakarukana nenhengo dzose dzauinadzo chero nhengo imwe neimwe ichiita basa rayo zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 4