VaEfeso 4:14-15
VaEfeso 4:14-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo hatingazorambi tiri vacheche, vanosundirwa shure nemberi vachipeperetswa kuno nouko nemhepo ipi zvayo yedzidziso, uye nokunyengera nousvinu hwavanhu mukutsausa kwokunyengera kwavo. Asi, tichitaura chokwadi murudo, tichakura pazvinhu zvose maari iye musoro, iye Kristu.
VaEfeso 4:14-15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kuti tirege kuramba tichingova vacheche, tichizununguswa nokudzingwa nemhepo ipi neipi yokudzidzisa nokunyengera kwavanhu, namano, kuti vatsause nokunyengera; asi tireve chokwadi murudo, tigokura maari pazvose, iye Kristu, Musoro
VaEfeso 4:14-15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Izvi zvinoita kuti tirege kuramba tiri vana vanoitwa sukunasai vanongopeperetswa kose kose nechidzidziso chipi nechipi choujarijari hwavanhu nokusvinuka kwavo muunyengedzi. Asi, zvirinani kutaura chokwadi murudo. Tinofanira kukura muna zvose maari iye musoro, Kristu.
VaEfeso 4:14-15 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
kuti tirege kuramba ticiŋgoʋa ʋacece, ticizunuŋguswa nokudziŋgwa nemhepo ipi neipi yokudzidzisa nokunyeŋgera kwaʋanhu, namano, kuti ʋatsause nokunyeŋgera; asi tireʋe ɀokwaɗi muruɗo, tigokura maari paɀose, iye Kristu, Musoro
VaEfeso 4:14-15 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)