VaEfeso 1:4-5
VaEfeso 1:4-5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
sezvaakatitsanangura maari nyika isati yavambwa, kuti tive vatsvene, vasina mhosva, pamberi pake murudo; akatitemera kare, kuti naJesu Kristu tiitwe vanakomana vake, sezvaakafadzwa pakuda kwake
VaEfeso 1:4-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti akatisarudza maari nyika isati yasikwa kuti tive vatsvene vasina chavanopomerwa pamberi pake. Murudo akatirongera kare kuti tigoitwa vana vake kubudikidza naJesu Kristu, maererano nomufaro wake uye nokuda kwake
VaEfeso 1:4-5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
sezvaakatitsanangura maari nyika isati yavambwa, kuti tive vatsvene, vasina mhosva, pamberi pake murudo; akatitemera kare, kuti naJesu Kristu tiitwe vanakomana vake, sezvaakafadzwa pakuda kwake
VaEfeso 1:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akatisarudza maari pasi pasati pasikwa kuti tive vatsvene vakarurama pamberi pake. Mwari, nechido chake, zvakamufadza kufanotisarudza nokuna Jesu Kristu kuti tive vana vake murudo