Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaEfeso 1:21 - Compare All Versions

VaEfeso 1:21 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

pamusoro poutongi hwose noukuru, nesimba noushe, uye namazita ose angagona kurehwa, kwete panyika yazvino chete asiwo pane ichauya.

Pakurirana nevamwe
VaEfeso 1 BDSC

VaEfeso 1:21 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

kumusoro-soro kwamadzishe ose, noukuru, nesimba, noushe, namazita ose anorehwa, pasati pari panyika ino bedzi, asi pane inozouyawo

Pakurirana nevamwe
VaEfeso 1 SNA2002

VaEfeso 1:21 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Kristu akaiswa pamusoro pavose zvavo vane ukuru ukuru, pamusoro pamadzishe navabati vezvigaro uye pamusoro pavane umambo, akapiwawo zita rinomukurumbira kupfuura mazita ose pasi pano nokudenga.

Pakurirana nevamwe
VaEfeso 1 SCLBD

VaEfeso 1:21 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

kumsoro‐soro kwaʋaɓati ʋose, noʋukuru, nesimba, noʋushe, namazita ose anorebga, pasati pari panyika ino ɓedzi, asi paneinozoʋuya ʋo

Pakurirana nevamwe
VaEfeso 1 SUB1949

VaEfeso 1:21 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Kristu akaiswa pamusoro pavose zvavo vane ukuru ukuru, pamusoro pamadzishe navabati vezvigaro uye pamusoro pavane umambo, akapiwawo zita rinomukurumbira kupfuura mazita ose pasi pano nokudenga.

Pakurirana nevamwe
VaEfeso 1 SCLB