Muparidzi 7:9
Muparidzi 7:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Usakurumidza kutsamwa pamweya wako nokuti kutsamwa kunogara muchipfuva chamapenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7Muparidzi 7:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Usakurumidza pamweya wako kutsamwa, nokuti kutsamwa kunogara pachipfuva chamapenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7Muparidzi 7:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Usakurumidze kushatirwa nokuti mumwoyo yamapenzi ndimo mumusha madzo hasha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7