Muparidzi 7:2
Muparidzi 7:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zviri nani kuenda kuimba yokuchema pano kuenda kuimba yamabiko, nokuti rufu ndiwo mugumo womunhu wose; vapenyu ngavazviise izvi pamwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7Muparidzi 7:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zviri nani kuenda kuimba yokuchema, pakuenda kuimba yomutambo; nokuti ndiwo mugumo wavanhu vose; munhu mupenyu achazvirangarira pamwoyo pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7Muparidzi 7:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zviri nani kuenda kuimba iri kuchemwa rufu pano kuenda kuimba yemafaro. Nokuti rufu ndiwo maperero omunhu wose. Vapenyu vanofanira kuzvichengeta mumwoyo izvozvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7