Muparidzi 6:9
Muparidzi 6:9 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Kuʋona kwameso kunopfuʋura kutȿaka‐tȿaka kwomŋeya. Naiɀoɀo ʋo haɀinamaturo, ndiko kudziŋgana nemhepo ɓedzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 6Muparidzi 6:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zviri nani zvinoonekwa nameso pane kutsvaka-tsvaka kwomwoyo. Izviwo hazvina maturo, kudzinganisana nemhepo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 6Muparidzi 6:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kuona kwameso kunopfuura kutsvakatsvaka kwomweya. Naizvozvowo hazvina maturo, ndiko kudzingana nemhepo bedzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 6Muparidzi 6:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chinhu chauri kuona neziso chiri nani pane chauri kusuwira izvozviwo hazvinzwisisiki. Kunongova kudzingirira mhepo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 6