Muparidzi 5:3
Muparidzi 5:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Sokuuya kwechiroto kana pane matambudziko akawanda ndizvowo zvinoita kutaura kwebenzi kana pane mashoko mazhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 5Muparidzi 5:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti kurota kunouya namabasa mazhinji, nezwi rebenzi namashoko mazhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 5Muparidzi 5:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kurotomoka kunouya kana twunonetsa twawanda. Ndizvozvowo nezvinotaurwa nebenzi kana twarinotaura twawanda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 5