Muparidzi 2:2 - Enzanisa Shanduro Dzose
Muparidzi 2:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakati, “Kuseka upenzi, uyezve mafaro anobatsireiko?”
Pakurirana nevamwe
Muparidzi 2 BDSCMuparidzi 2:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana kuri kuseka, ndakati, “Upengo!” Kana uri mufaro, ndakati, “Unobatsireiko?”
Pakurirana nevamwe
Muparidzi 2 SNA2002Muparidzi 2:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Kana kuri kuseka, ndakati: Ʋupeŋgo! Kana uri mufaro, ndakati: Unoɓatsireiko?
Pakurirana nevamwe
Muparidzi 2 SUB1949Muparidzi 2:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakati kuseka kupenga chaiko uye kuzvifadza hakuna chimuko.
Pakurirana nevamwe
Muparidzi 2 SCLBMuparidzi 2:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ndakati kuseka kupenga chaiko uye kuzvifadza hakuna chimuko.
Pakurirana nevamwe
Muparidzi 2 SCLBD