Muparidzi 1:2
Muparidzi 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvanzi noMuparidzi, “Hazvina maturo! Hazvina maturo! Hazvina maturo chose! Zvose hazvina maturo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 1Muparidzi 1:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Hazvinzwisisiki hazvinzwisisiki, ndozviri kutaura muparidzi, hazvinzwisisiki, zvinhu hazvinyatsonzwisisika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 1Muparidzi 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvanzi noMuparidzi, “Hazvina maturo! Hazvina maturo! Hazvina maturo chose! Zvose hazvina maturo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 1Muparidzi 1:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvanzi noMuparidzi, hazvina maturo chose, hazvina maturo chose, zvose hazvina maturo chose!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 1Muparidzi 1:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hazvinzwisisiki hazvinzwisisiki, ndozviri kutaura muparidzi, hazvinzwisisiki, zvinhu hazvinyatsonzwisisika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 1