Dhuteronomi 8:5
Dhuteronomi 8:5 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Fuŋga mumŋoyo mako, kuti Jehova Mŋari wako unokuraŋga somunhu unoraŋga mŋanakomana wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 8Dhuteronomi 8:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo zvizive mumwoyo wako kuti Jehovha Mwari wako anokuranga, somunhu anoranga mwanakomana wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 8Dhuteronomi 8:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Funga mumwoyo mako, kuti Jehovha Mwari wako unokuranga somunhu unoranga mwanakomana wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 8Dhuteronomi 8:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chiziva nomumwoyo mako kuti sokurayira kunoitwa munhu mwana wake, ndiko kurayira kunoita naTenzi Mwari wako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 8