Dhuteronomi 8:4
Dhuteronomi 8:4 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ŋguʋo dzako hadzinakukusakarira, netsoka dzako hadzina‐kuɀimba makore awa makumi manna.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 8Dhuteronomi 8:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nguo dzenyu hadzina kusakara uye tsoka dzenyu hadzina kuzvimba pamakore aya makumi mana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 8Dhuteronomi 8:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nguo dzako hadzina kukusakarira, netsoka dzako hadzina kuzvimba makore awa makumi mana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 8Dhuteronomi 8:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hanzu dzako dzaive dziri pauri hadzina kusakara, tsoka dzako hadzina kuzvimba pamakore makumi mana aya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 8