Dhuteronomi 8:16
Dhuteronomi 8:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akakupai mana kuti mudye murenje, chinhu chakanga chisingambozivikanwi namadzibaba enyu, kuti akuninipisei nokukuedzai kuitira kuti zvikuitirei zvakanaka pakupedzisira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 8Dhuteronomi 8:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
wakakugutsa murenje nemana, yakanga isina kuzikanwa namadzibaba ako, kuti akuninipise akuidze, kuti akuitire zvakanaka pakupedzisira
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 8Dhuteronomi 8:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mugwenga imomo ari iye, akakupa mana yokudya, yakanga isingazikanwi namadzitateguru ako. Aida kukuninipisa nokukuedza kuti pakupedzisira azokuitira zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 8