Dhuteronomi 6:7
Dhuteronomi 6:7 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
unofanira kushiŋgaira kuadzidzisa ʋana ʋako, nokuataura kana ugere mumba mako, kana ucifamba munzira, kana uciʋata pasi, kana ucimuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 6Dhuteronomi 6:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvisimbisei kuvana venyu. Taurai pamusoro payo kana mugere mudzimba dzenyu uye kana muchifamba munzira, kana muchivata pasi uye kana muchimuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 6Dhuteronomi 6:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
unofanira kushingaira kuadzidzisa vana vako, nokuataura kana ugere mumba mako, kana uchifamba munzira, kana uchivata pasi, kana uchimuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 6Dhuteronomi 6:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nyatsoidzidzisa vana vako. Uitaure wataurazve ugere mumba mako, napaunenge uchifamba munzira, napaunenge urere pasi, napaunomuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 6