Dhuteronomi 6:18
Dhuteronomi 6:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Itai zvakarurama nezvakanaka pamberi paJehovha, kuitira kuti zvigokunakirai, mugopinda mugotora nyika yakanaka iyo Jehovha akavimbisa nemhiko kumadzitateguru enyu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 6Dhuteronomi 6:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Uye unofanira kuita zvakarurama nezvakanaka pamberi paJehovha, kuti zvive zvakanaka newe, upinde munyika yakanaka ive yako, iyo yakapikirwa madzibaba ako naJehovha
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 6Dhuteronomi 6:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvinonzi naTenzi zvakarurama nezvakanaka, ndizvo zvaunofanira kuita, kuti zvikufambire zvakanaka, ukwanise kundotora nyika yakanaka yakatsidzirwa naTenzi kupa madzitateguru ako
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 6