Dhuteronomi 4:39 - Compare All Versions
Dhuteronomi 4:39 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvizivei nokuzvichengeta mumwoyo nhasi kuti Jehovha ndiMwari ari kudenga kumusoro uye napanyika pasi. Hakunazve mumwe.
Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 4 BDSCDhuteronomi 4:39 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo uzive nhasi, uzvichengete mumwoyo mako, kuti Jehovha ndiye Mwari kudenga kumusoro napanyika pasi; hakuno mumwe.
Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 4 SNA2002Dhuteronomi 4:39 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Naizvozvo nhasi chibatisisai izvi muzviise mumwoyo yenyu zvokuti Tenzi ndiye Mwari, kumusoro kudenga napasi pano hakuna mumwezve kunze kwake.
Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 4 SCLBDDhuteronomi 4:39 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Naiɀoɀo uziʋe nhasi, uɀiceŋgete mumŋoyo mako, kuti Jehova ndiye Mŋari kuɗeŋga kumsoro napanyika pasi; hakunomumŋe.
Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 4 SUB1949Dhuteronomi 4:39 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo nhasi chibatisisai izvi muzviise mumwoyo yenyu zvokuti Tenzi ndiye Mwari, kumusoro kudenga napasi pano hakuna mumwezve kunze kwake.
Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 4 SCLB