Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Dhuteronomi 4:31 - Compare All Versions

Dhuteronomi 4:31 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari ane ngoni, haangakusiyei kana kukuparadzai, kana kukanganwa sungano yamadzibaba enyu, yaakasimbisa kwavari nemhiko.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 4 BDSC

Dhuteronomi 4:31 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti Jehovha Mwari wako ndiMwari une nyasha; haangakusiyi, kana kukuparadza, kana kukanganwa sungano yamadzibaba ako, yaakavapikira.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 4 SNA2002

Dhuteronomi 4:31 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

nokuti Tenzi Mwari wenyu ndiMwari ane tsitsi. Haakufuratirei kana kukuparadzai kana kukanganwa chitenderano chaakaita namadzitateguru enyu.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 4 SCLBD

Dhuteronomi 4:31 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti Jehova Mŋari wako ndiMŋari unenyasha; haaŋgakusiyi, kana kukuparadza, kana kukaŋganwa suŋgano yamadziɓaɓa ako, yaakaʋapikira.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 4 SUB1949

Dhuteronomi 4:31 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

nokuti Tenzi Mwari wenyu ndiMwari ane tsitsi. Haakufuratirei kana kukuparadzai kana kukanganwa chitenderano chaakaita namadzitateguru enyu.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 4 SCLB