Dhuteronomi 4:30 - Compare All Versions
Dhuteronomi 4:30 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana muchinge matambudzika uye zvinhu zvose izvi zvaitika kwamuri, ipapo pamazuva achatevera muchadzoka kuna Jehovha Mwari wenyu mugomuteerera.
Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 4 BDSCDhuteronomi 4:30 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana uri munjodzi, zvinhu izvi zvose zvakuwira, pamazuva okupedzisira uchadzokera kuna Jehovha Mwari wako, ukaterera izwi rake.
Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 4 SNA2002Dhuteronomi 4:30 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Kana mava mumatambudziko, zvose izvozvi zvakuwanai muchadzokera zvenyu kuna Tenzi Mwari wenyu moteerera izwi rake
Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 4 SCLBDDhuteronomi 4:30 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino kana uri munjodzi, ɀinhu iɀi ɀose ɀakuwira, pamazuʋa okupedzisira ucadzokera kunaJehova Mŋari wako, ukaterera inzwi rake.
Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 4 SUB1949Dhuteronomi 4:30 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mava mumatambudziko, zvose izvozvi zvakuwanai muchadzokera zvenyu kuna Tenzi Mwari wenyu moteerera izwi rake
Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 4 SCLB