Dhuteronomi 4:12
Dhuteronomi 4:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Jehovha akataura kwamuri ari mukati memoto. Makanzwa inzwi chete asi hamuna kuona kuti ndiani; kwaingova nenzwi roga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 4Dhuteronomi 4:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jehovha wakataura nemi ari mukati momoto; mukanzwa inzwi ramashoko, asi hamuna kuona kuti wakadini; makanzwa inzwi roga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 4Dhuteronomi 4:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akataura nemi ari mukati memoto, mukanzwa izwi rake asi hamuna kuona chimiro chake. Makangonzwa izwi rake chete.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 4