Dhuteronomi 33:22
Dhuteronomi 33:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pamusoro paDhani akati: “Dhani mwana weshumba, anokwakuka achibva muBhashani.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 33Dhuteronomi 33:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Pamusoro paDhani wakati, “Dhani ndiye mwana weshumba, Unokwakuka achibva Bhashani.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 33Dhuteronomi 33:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akakomborera Dhani achiti, “Dhani mwana weshumba chaiye anoita zvokuuruka achibva kuBhashani.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 33