Dhuteronomi 28:10 - Compare All Versions
Dhuteronomi 28:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo marudzi ose ari panyika achazviona kuti munodanwa nezita raJehovha, uye vachakutyai.
Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 28 BDSCDhuteronomi 28:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vose venyika vachaona kuti iwe wakatumidzwa nezita raJehovha; vachakutya.
Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 28 SNA2002Dhuteronomi 28:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Naizvozvo ndudzi dzose dzavanhu vapasi pano vachaona kuti munodaidzwa nezita raTenzi. Vachakutyai.
Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 28 SCLBDDhuteronomi 28:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋanhu ʋose ʋenyika ʋacaʋona kuti iwe wakatumidzwa nezita raJehova; ʋacakutya.
Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 28 SUB1949Dhuteronomi 28:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo ndudzi dzose dzavanhu vapasi pano vachaona kuti munodaidzwa nezita raTenzi. Vachakutyai.
Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 28 SCLB