Dhuteronomi 24:16
Dhuteronomi 24:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Madzibaba haafaniri kuurayiwa nokuda kwevana vavo, kana vana kuurayiwa nokuda kwamadzibaba avo; mumwe nomumwe achafira chivi chake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 24Dhuteronomi 24:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Madzibaba haafaniri kuurawa pamusoro pavana vavo, navana havafaniri kuurawa pamusoro pamadzibaba avo; munhu mumwe nomumwe anofanira kuurayirwa zvivi zvake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 24Dhuteronomi 24:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Madzibaba haafanire kuurayirwa mhosva dzavana vavo. Vana havafanirewo kuurayirwa mhosva dzamadzibaba avo. Munhu pachake anofira mhosva yake iye pachake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 24