Dhuteronomi 23:21
Dhuteronomi 23:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana ukaita mhiko pamberi paJehovha Mwari wako, usanonoka kuiripa, nokuti Jehovha Mwari wako zvirokwazvo achaibvunza kwauri uye uchava nemhosva yechivi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 23Dhuteronomi 23:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Kana ukapikira Jehovha Mwari wako mhiko, usanonoka kuiripa; nokuti zvirokwazvo, Jehovha Mwari wako uchaibvunza kwauri; zvingava zvivi kwauri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 23Dhuteronomi 23:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Kana watsidzira Tenzi Mwari wako mhiko usazorega kuita zvaunenge watsidza nokuti Tenzi Mwari wako anotarisira kuti utoita chete zvawakatsidza ukarega kuzviita chatova chitadzo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 23