Dhuteronomi 18:1
Dhuteronomi 18:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vaprista vanova vaRevhi, zvirokwazvo rudzi rwose rwaRevhi, havafaniri kuva nomugove kana nhaka pamwe chete neIsraeri. Vachararama nezvipiriso zvinopiswa zvaJehovha, nokuti ndiyo nhaka yavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 18Dhuteronomi 18:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Vapristi vaRevhi, norudzi rwose rwaRevhi, havafaniri kuva nomugove kana nhaka pamwechete naIsiraeri; vanofanira kudya zvipiriso zvaJehovha zvinopiswa nenhaka yake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 18Dhuteronomi 18:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Vapristi vechiRevhi vose zvavo vedzinza raRevhi havafaniri kuva nomugove kana nhaka yenyika pakati pevaIsiraeri. Chokudya chavo chinobva pamipiro inoita zvokupiswa kuna Tenzi nezvimwe zvaanopirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 18