Dhuteronomi 17:19
Dhuteronomi 17:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Anofanira kugara naro uye anofanira kuriverenga mazuva ose oupenyu hwake kuitira kuti adzidze kutya Jehovha Mwari wake uye agochenjerera kutevera mashoko ose omurayiro uyu nemitemo iyi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 17Dhuteronomi 17:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
inofanira kugara naye, kuti aravemo mazuva ose oupenyu hwake; kuti adzidze kutya Jehovha Mwari wake, nokuchengeta mashoko ose omurayiro uyu nezvakatemwa izvi, kuti azviite
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 17Dhuteronomi 17:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
agare naro, ariverenge mazuva ose oupenyu hwake. Ndizvo zvinozoita kuti adzidze kutya Tenzi Mwari wake, achengete zvinorehwa nomutemo uyu nemirao iyi azviite.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 17