Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Dhuteronomi 15:6 - Compare All Versions

Dhuteronomi 15:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Nokuti Jehovha Mwari wenyu achakuropafadzai sezvaakavimbisa, uye imi muchapa zvikwereti kundudzi zhinji asi imi hamungakwereti kubva kurudzi rupi zvarwo. Muchatonga ndudzi zhinji asi hapana rudzi ruchakutongai.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 15 BDSC

Dhuteronomi 15:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti Jehovha Mwari wako uchakuropafadza, sezvaakakupikira; iwe uchapa dzimwe ndudzi zhinji chikwerete, asi iwe usatora chikwerete; iwe uchabata ndudzi zhinji, asi idzo hadzingakubati iwe.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 15 SNA2002

Dhuteronomi 15:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Chandinodariro ndechichi chokuti, Tenzi Mwari wako achakukomborerai sokukutsidzirai kwaakaita. Muchakweretesa dzimwe ndudzi dzavanhu zhinji, asi imi musingambokwereti. Imi muchatonga ndudzi dzavanhu zhinji, asi idzo hadzizokutongii.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 15 SCLBD

Dhuteronomi 15:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti Jehova Mŋari wako ucakuropafadza, seɀaakakupikira; iwe ucapa dzimŋe ndudzi zhinji cikwerete, asi iwe usatora cikwerete; iwe ucaɓata ndudzi zhinji, asi idzo hadziŋgakuɓati iwe.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 15 SUB1949

Dhuteronomi 15:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Chandinodariro ndechichi chokuti, Tenzi Mwari wako achakukomborerai sokukutsidzirai kwaakaita. Muchakweretesa dzimwe ndudzi dzavanhu zhinji, asi imi musingambokwereti. Imi muchatonga ndudzi dzavanhu zhinji, asi idzo hadzizokutongii.

Pakurirana nevamwe
Dhuteronomi 15 SCLB