Dhuteronomi 1:15
Dhuteronomi 1:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka ndakatora varume vaitungamirira marudzi enyu, varume vakachenjera uye vaikudzwa, ndikavagadza kuti vave vakuru pamusoro penyu, vave vakuru vezviuru, navakuru vamazana, navakuru vamakumi mashanu, navakuru vevane gumi uye navatariri vamarudzi.
Dhuteronomi 1:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo ndakatora vakuru vamarudzi enyu, varume vakanga vakachenjera, vakanga vakazikanwa, ndikavaita vakuru venyu, vave vakuru vezviuru, navakuru vamazana, navakuru vamakumi mashanu, navakuru vevane gumi, navatariri kumarudzi enyu.
Dhuteronomi 1:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Saka ndakatora vakuru vakuru vomumadzinza enyu vane ungwaru vagara noupenyu ndikavaita vatungamiriri venyu vemapoka mamwe ezviuru mamwe amazana mamwe emakumi mashanu mamwe egumi ravanhu. Ndakagadzawo makurukota mumadzinza enyu.
Dhuteronomi 1:15 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ipapo ndakatora ʋakuru ʋamarudzi enyu, ʋarume ʋakaŋga ʋakacenjera, ʋakaŋga ʋakazikanwa, ndikaʋaita ʋakuru ʋenyu, ʋaʋe ʋakuru ʋeɀuru, naʋakuru ʋamazana, naʋakuru ʋamakumi mashanu, naʋakuru ʋegumi, naʋatariri kumarudzi enyu.
Dhuteronomi 1:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)