Dhanieri 7:6
Dhanieri 7:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Shure kwaizvozvo, ndakatarisa, uye hapo pamberi pangu pakanga pane imwe mhuka, yakanga yakafanana neingwe. Uye yakanga ina mapapiro mana akaita seeshiri kumusana kwayo. Mhuka iyi yakanga ine misoro mina, uye yakapiwa simba rokutonga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 7Dhanieri 7:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Shure kwaizvozvo ndakatarira, ndikaona imwezve, yakafanana nengwe, yakanga ina mapapiro mana pamusana wayo akafanana neeshiri; mhuka iyi yakanga ine misoro minawo; ikapiwa simba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 7Dhanieri 7:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Pedzepo ndakaona hecho chimwewo chinenge mbada chiina mapapiro mana eshiri pamusana pacho. Chikara ichi chakanga chiine misoro mina chikabvawo chapiwa simba rokutonga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 7