Dhanieri 3:6 - Enzanisa Shanduro Dzose
Dhanieri 3:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani asingawiri pasi achinamata achakandwa muvira romoto pakarepo.”
Dhanieri 3:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
ani naani asingawiri pasi achinamata, nenguva iyo achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo.”
Dhanieri 3:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
aninani usiŋgawiri pasi acinamata, neŋguʋa iyo ucawisirwa mukati mecoto comŋoto unopfuta kwaɀo.
Dhanieri 3:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, pakarepo anobva atokandwa muvira romoto unopisa kwazvo.”
Dhanieri 3:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, pakarepo anobva atokandwa muvira romoto unopisa kwazvo.”