Dhanieri 12:6
Dhanieri 12:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mumwe wavo akati kumurume akanga akapfeka nguo yakaisvonaka, akanga ari pamusoro pemvura zhinji yorwizi, “Kusvikira riniko zvinhu zvinoshamisa izvi zvisati zvazadziswa?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 12Dhanieri 12:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mumwe akati kumurume akanga akapfeka hanzu dzerineni, akanga ari pamusoro pemvura yorwizi, ‘Inguva yakadini kusvikira pakuguma kwezvishamiso izvi?’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 12Dhanieri 12:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakati kumunhu akanga akapfeka rineni uya aiva kumusoro kwemvura yomurukova irwowo, “Kuchapera nguva yakadii yokuzosvika kumagumo kwezvishamiso izvozvi?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 12