Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Dhanieri 10:3 - Compare All Versions

Dhanieri 10:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Handina kudya zvokudya zvakanaka; kunyange nyama kana waini hazvina kusvika pamuromo wangu; uye handina kana kuzora mafuta kusvikira vhiki nhatu dzapera.

Pakurirana nevamwe
Dhanieri 10 BDSC

Dhanieri 10:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ndakanga ndisingadyi zvokudya zvinozipa, kunyange nenyama newaini hazvina kupinda mumuromo mangu, uye handina kutongozora mafuta kusvikira vhiki nhatu dzose dzapera.

Pakurirana nevamwe
Dhanieri 10 SNA2002

Dhanieri 10:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ndakanga ndisingadyi zvokudya zvakanakisa kana nyama kana waini yakambopinda mukanwa mangu. Handina kumbozora mafuta kwamasvondo matatu chaiwo akakwana.

Pakurirana nevamwe
Dhanieri 10 SCLBD

Dhanieri 10:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ndakaŋga ndisiŋgadyi ɀokudya ɀinozipa, kunyaŋge nenyama newaini haɀina‐kupinda mumuromo maŋgu, ʋuye handina‐kutoŋgozora mafuta kuȿikira viki nhatu dzose dzapera.

Pakurirana nevamwe
Dhanieri 10 SUB1949

Dhanieri 10:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ndakanga ndisingadyi zvokudya zvakanakisa kana nyama kana waini yakambopinda mukanwa mangu. Handina kumbozora mafuta kwamasvondo matatu chaiwo akakwana.

Pakurirana nevamwe
Dhanieri 10 SCLB