VaKorose 4:5-6
VaKorose 4:5-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Muve vakachenjera pamafambiro enyu kuna vari kunze; mungwarire nguva yenyu. Kutaura kwenyu ngakugare kwakazara nenyasha nguva dzose, kwakarungwa nomunyu, kuitira kuti muzive mapinduriro amunoita vanhu vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 4VaKorose 4:5-6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Fambai nokuchenjera kuna vari kunze, muchingwarira nguva yenyu. Kutaura kwenyu ngakuve nenyasha nguva dzose, kwakarungwa nomunyu, kuti muzive kupindura mumwe nomumwe sezvamunofanira kuita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 4VaKorose 4:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Fambidzanai noungwaru navasiri mubato renyu. Pane zvenguva, mototi chawawana batisa. Matauriro enyu ngaave matauriro akanaka kuti muzive kunyatsodavira anenge akubvunzai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 4