VaKorose 3:25
VaKorose 3:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ani naani anoita zvakaipa achatsiviwa nokuda kwezvakaipa zvake, uye hapana kutsaura vanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 3VaKorose 3:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti anoita zvisakarurama, achapiwa zvisakarurama zvaakaita; hazvizi zvinoonekwa zvomunhu zvinotendwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 3VaKorose 3:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinodaro nokuti muiti wezvakaipa achawana mubayiro wake, pasina zvorusaruro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 3