VaKorose 3:2-3
VaKorose 3:2-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Isai pfungwa dzenyu pazvinhu zviri kumusoro, kwete pazvinhu zvenyika. Nokuti makafa, uye upenyu hwenyu hwakavigwa zvino naKristu muna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 3VaKorose 3:2-3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Fungai zviri kumusoro, musafunga zviri pasi. Nokuti makafa, upenyu hwenyu hwakavigwa pamwechete naKristu muna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 3VaKorose 3:2-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Isai mwoyo yenyu kune zvokudenga, kwete zvapasi pano. Ndinodaro nokuti makafa uye kuti upenyu hwenyu hwakavigwa pamwechete naKristu muna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 3