VaKorose 3:17
VaKorose 3:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
uye zvose zvamunoita, kana zviri zveshoko kana basa, itai zvose nezita raIshe Jesu, muchivonga Mwari baba naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 3VaKorose 3:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye zvose zvamunoita, mushoko kana mumabasa, itai zvose muzita raIshe Jesu, muchivonga Mwari ivo Baba kubudikidza naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 3VaKorose 3:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
uye zvose zvamunoita, kana zviri zveshoko kana basa, itai zvose nezita raIshe Jesu, muchivonga Mwari baba naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 3VaKorose 3:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chiri chose chamunoita, kungave kutaura kana kuita, zviitei muzita raTenzi Jesu, muchitsvitsirwa naye kutenda kwenyu kuna Baba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 3