VaKorose 1:7-8
VaKorose 1:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Makazvidzidza kubva kuna Epafrodhitasi, muranda pamwe chete nesu anodikanwa, mushumuri akatendeka waKristu nokuda kwedu, uye akatiudzawo nezvorudo rwenyu muMweya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 1VaKorose 1:7-8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
sezvamakadzidza kuna Epafirasi, muranda pamwechete nesu, anodikanwa, mushumiri akatendeka waKristu nokuda kwenyu, iye akatiudzawo zvorudo rwenyu muMweya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 1VaKorose 1:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
sokuzvidzidza kwamakaita kuna Epafurasi mushandipamwe nesu wapamwoyo. Mushandi akatendeka waKristu anomirira isu, iye akatizivisawo rudo rwamakawana muna Mweya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 1