VaKorose 1:3-4
VaKorose 1:3-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Tinogara tichivonga Mwari, Baba vaIshe wedu Jesu Kristu, patinokunyengetererai, nokuti takanzwa nezvokutenda kwenyu muna Kristu Jesu uye nezvorudo rwamunarwo kuvatsvene vose
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 1VaKorose 1:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tinovonga Mwari, baba vaIshe wedu Jesu Kristu, nguva dzose kana tichikunyengetererai, zvatakanzwa zvokutenda kwenyu muna Kristu Jesu, norudo rwamunarwo kuvatsvene vose
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 1VaKorose 1:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tinotenda Mwari Baba vaTenzi wedu Jesu Kristu nguva dzose dzatinokunamatirai. Tinodaro nokuti takanzwa nezvechitendero chenyu muna Kristu Jesu uye nezvorudo rwamunarwo kuvatsvene vose
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 1