Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaKorose 1:17 - Compare All Versions

VaKorose 1:17 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Iye anotangira zvose, uye zvinhu zvose zvinobatana maari.

Pakurirana nevamwe
VaKorose 1 BDSC

VaKorose 1:17 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ndiye anotangira zvose, zvose zvakabatana maari.

Pakurirana nevamwe
VaKorose 1 SNA2002

VaKorose 1:17 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ndiye nyakutangira zvinhu zvose uye maari zvinhu zvose zvinobatanidzwa zviri mumaoko ake.

Pakurirana nevamwe
VaKorose 1 SCLBD

VaKorose 1:17 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ndiye unotaŋgira ɀose, ɀose ɀakaɓatana maari.

Pakurirana nevamwe
VaKorose 1 SUB1949

VaKorose 1:17 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ndiye nyakutangira zvinhu zvose uye maari zvinhu zvose zvinobatanidzwa zviri mumaoko ake.

Pakurirana nevamwe
VaKorose 1 SCLB