VaKorose 1:13-14
VaKorose 1:13-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti akatinunura kubva pasimba rerima akatiuyisa kuumambo hwoMwanakomana waanoda, watine dzikinuro maari, iko kuregererwa kwezvivi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 1VaKorose 1:13-14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
vakatisunungura pasimba rerima, vakatiisa muushe hwoMwanakomana worudo rwavo; watine dzikinuro maari, ndiko kukanganwirwa kwezvivi zvedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 1VaKorose 1:13-14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakatinunura kuumambo hwerima vakatiendesa muumambo hwomwanakomana wavo wapamwoyo. Maari ndimo matakawana ruponeso rwokuregererwa zvitadzo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaKorose 1