Amosi 7:10
Amosi 7:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Amazia muprista weBheteri akatumira shoko kuna Jerobhoamu mambo weIsraeri achiti, “Amosi akaita rangano yokukumukirai pakati chaipo pemwoyo weIsraeri. Nyika haigoni kugamuchira mashoko ake ose.
Amosi 7:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Amazia mupristi weBhetieri akatuma nhume kuna Jerobhoami mambo waIsiraeri, achiti, “Amosi akarangana pakati peimba yaIsiraeri kukuurayai; nyika haigoni kufara namashoko ake ose.
Amosi 7:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ipapo Amaziya, mupristi wokuBhetieri, akatumira shoko kuna Jerobhoamu, mambo wokwaIsiraeri, rokuti, “Amosi ari kukupandukirai mukati memba yevokwaIsiraeri. Zvose zviri kubuda pamuromo pake apa, nyika haichagona kutakurana nazvo
Amosi 7:10 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino Amazia muprista weBeti‐eri wakatuma nhume kunaJeroboami mambo waIsraeri, aciti: Amosi wakaraŋgana pakati peimba yaIsraeri kukuʋurayai; nyika haigoni kufara namashoko ake ose.
Amosi 7:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)