Amosi 6:6
Amosi 6:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munonwa waini yakawanda, muchizora mafuta akaisvonaka, asi hamuchemi nokuda kwamatongo aJosefa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Amosi 6Amosi 6:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
imi, munonwa waini nemidziyo yokubayira, muchizora mafuta akaisvonaka; asi hamune hanya nokukuvadzwa kwaJosefa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Amosi 6Amosi 6:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
iyemi munodutira kunwa waini negate muchizvizora mafuta amandiriri asi kuparara kwevokwaJosefi kusingakurwadzei mwoyo!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Amosi 6