Amosi 4:12
Amosi 4:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Naizvozvo izvi ndizvo zvandichaita kwauri, Israeri, uye nokuti ndichaita izvi kwauri, gadzirira kusangana naMwari wako, iwe Israeri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Amosi 4Amosi 4:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Saka ndichakuitirai izvi, imi Isiraeri; zvino zvandichakuitirai izvi, zvigadzirei kusongana naMwari wenyu, imi Isiraeri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Amosi 4Amosi 4:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Naizvozvo iwe Isiraeri izvozvo ndizvo zvandichaita kwauri, pamusana pokuti ndichaita izvozvi kwauri chigadzirira kusangana naMwari wako, iwe Isiraeri!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Amosi 4