Mabasa 9:43 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 9:43 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Petro akambogara muJopa kwechinguva nomusuki wamatehwe ainzi Simoni.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 BDSCMabasa 9:43 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akagara mazuva mazhinji paJopa, kuno mumwe Simoni, musuki wamatehwe.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SNA2002Mabasa 9:43 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ipapo akagara mazuʋa mazhinji paJopa, kunomumŋe Simoni, musuki wamatebge.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SUB1949Mabasa 9:43 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akagara kwamazuva mazhinji naSimoni musuki wamaTehwe.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SCLBMabasa 9:43 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Akagara kwamazuva mazhinji naSimoni musuki wamaTehwe.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SCLBD