Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 9:42 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 9:42 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Izvi zvakazivikanwa muJopa yose, uye vanhu vazhinji vakatenda kuna She.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 BDSC

Mabasa 9:42 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvikazikanwa navose paJopa; vazhinji vakatenda kuna Ishe.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SNA2002

Mabasa 9:42 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀikazikanwa naʋose paJopa; ʋazhinji ʋakatenda kunaShe.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SUB1949

Mabasa 9:42 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Zvakazivikanwa muJopa yose, vanhu vazhinji vakadavira muna Tenzi.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SCLB

Mabasa 9:42 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Zvakazivikanwa muJopa yose, vanhu vazhinji vakadavira muna Tenzi.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SCLBD