Svetukira kuzviri mukati

Mabasa 9:39 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 9:39 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Petro akaenda navo, uye akati asvika, vakamutora vakaenda naye muimba yapamusoro. Chirikadzi dzose dzakamira dzakamupoteredza, dzichichema dzichimuratidza majasi nedzimwe nguo dzakanga dzaitwa naDhokasi panguva yaakanga achinavo.

Mabasa 9 BDSC

Mabasa 9:39 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ipapo Petirosi akasimuka, akaenda navo. Akati asvika, vakamuisa kuimba yokumusoro; chirikadzi dzose dzikamira naye dzichichema, vakamuratidza zvokufuka nenguo, dzavakanga vaitirwa naDhokasi, achiri navo.

Mabasa 9 SNA2002

Mabasa 9:39 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ipapo Petro akasimuka, akaenda naʋo. Wakati aȿika, ʋakamuisa kuimba yokumsoro; cirikadzi dzose dzikamira naye dzicicema, ʋakamuratidza ɀokufuka neŋguʋo, dzaʋakaŋga ʋaitirwa naDorkasi, aciri naʋo.

Mabasa 9 SUB1949

Mabasa 9:39 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Naizvozvo Pita akasimuka akaenda navo. Paakasvika, vakaenda naye kuimba yapamusoro. Chirikadzi dzose dzakamira paari dzichichema dzichiratidza mabhachi nehanzu dzakasonwa naDhokasi achinavo.

Mabasa 9 SCLB

Mabasa 9:39 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Naizvozvo Pita akasimuka akaenda navo. Paakasvika, vakaenda naye kuimba yapamusoro. Chirikadzi dzose dzakamira paari dzichichema dzichiratidza mabhachi nehanzu dzakasonwa naDhokasi achinavo.

Mabasa 9 SCLBD