Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 9:37 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 9:37 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Panguva inenge iyoyo akatanga kurwara ndokubva afa, mutumbi wake ukashambidzwa uye ukaiswa muimba yapamusoro.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 BDSC

Mabasa 9:37 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino namazuva iwayo iye akarwara, ndokufa. Vakati vamushambidza, vakamuisa muimba yokumusoro.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SNA2002

Mabasa 9:37 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino namazuʋa iwayo iye akarwara, ndokufa. Ʋakati ʋamushambidza, ʋakamuisa muimba yokumsoro.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SUB1949

Mabasa 9:37 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Pamazuva iwayo akarwara akafa. Pavakanga vamushambidza vakandomurarisa muimba yapamusoro.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SCLB

Mabasa 9:37 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Pamazuva iwayo akarwara akafa. Pavakanga vamushambidza vakandomurarisa muimba yapamusoro.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SCLBD