Svetukira kuzviri mukati

Mabasa 9:33 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 9:33 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ikoko, akawana mumwe murume ainzi Eniasi akanga akaoma mutezo uye akanga achigara avete panhoo kwamakore masere.

Mabasa 9 BDSC

Mabasa 9:33 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Akawanapo mumwe munhu, ainzi Eniyasi, akanga avete panhoo makore masere, mitezo yake yakafa.

Mabasa 9 SNA2002

Mabasa 9:33 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Akawana’po mumŋe munhu, wainzi Eneasi, wakaŋga aʋete panhoʋo makore masere, mitezo yake yakafa.

Mabasa 9 SUB1949

Mabasa 9:33 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ikoko akawana mumwe murume ainzi Eniasi akanga angove wepabonde nokurwara kwamakore masere uye akanga akafa mitezo.

Mabasa 9 SCLB

Mabasa 9:33 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ikoko akawana mumwe murume ainzi Eniasi akanga angove wepabonde nokurwara kwamakore masere uye akanga akafa mitezo.

Mabasa 9 SCLBD