Mabasa 9:29 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 9:29 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akataura uye akapikisana navaJudha vaitaura chiGiriki, asi vakaedza kumuuraya.
Mabasa 9:29 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
akaparidza nezita raIshe asingatyi. Akataura navaJudha vaitaura chiGiriki; asi ivo vakaedza kumuuraya.
Mabasa 9:29 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
akaparidza nezita raShe asiŋgatyi. Akataura nokuita nharo naʋaJuda ʋaitaura ciGiriki; asi iʋo ʋakaidza kumuʋuraya.
Mabasa 9:29 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achiparidza akashinga muzita raTenzi. Akataura achipikisana nevechiGiriki asi ivo vaitotsvaka zvokumuuraya.
Mabasa 9:29 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
achiparidza akashinga muzita raTenzi. Akataura achipikisana nevechiGiriki asi ivo vaitotsvaka zvokumuuraya.